Numeri 5:12 - Shona BIBLE12 “Taura navana VaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mukadzi womurume upi noupi akachinya, akamutadzira, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mukadzi womurume upi noupi akacinya, akamutadzira, See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mukadzi womurume upi noupi akachinya, akamutadzira, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Udza vaIsiraeri izvi: Ngatiti mukadzi womunhu aita unzenza hwokusatendeka kumurume wake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Udza vaIsiraeri izvi: Ngatiti mukadzi womunhu aita unzenza hwokusatendeka kumurume wake, See the chapter |