Numeri 4:36 - Shona BIBLE36 vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo vakasvika zviuru zviviri namazana manomwe namakumi mashanu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari nemhuri dzaʋo ʋakaȿika ɀuru ɀiʋiri namazana manomŋe namakumi mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo vakasvika zviuru zviviri namazana manomwe namakumi mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Pamhuri dzavo dzose vaikwana zviuru zviviri namazana manomwe ana makumi mashanu avanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Pamhuri dzavo dzose vaikwana zviuru zviviri namazana manomwe ana makumi mashanu avanhu. See the chapter |