Online Bible

- Advertisements -

Numeri 4:27 - Shona BIBLE

27 Mabasa ose avanakomana vaGeshoni, zvose zvavanofanira kutakura nezvavanofanira kubata, zvinofanira kurairwa naAroni navanakomana vake; munofanira kuvagadza pabasa ravo rose rokutakura.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Maɓasa ose aʋanakomana ʋaGershoni, ɀose ɀaʋanofanira kutakura neɀaʋanofanira kuɓata, ɀinofanira kurairwa naAroni naʋanakomana ʋake; munofanira kuʋagadza paɓasa raʋo rose rokutakura.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Mabasa ose avanakomana vaGeshoni, zvose zvavanofanira kutakura nezvavanofanira kubata, zvinofanira kurairwa naAroni navanakomana vake; munofanira kuvagadza pabasa ravo rose rokutakura.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Basa rose richaitwa nevekwaGerishoni ibasa ravanenge vatumwa naAroni nevana vake, zvose zvavanotakura nazvose zvavanoita. Ndimi muchavapa basa rokutakura.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Basa rose richaitwa nevekwaGerishoni ibasa ravanenge vatumwa naAroni nevana vake, zvose zvavanotakura nazvose zvavanoita. Ndimi muchavapa basa rokutakura.

See the chapter Copy

Numeri 4:27

Follow us:

Advertisements

Advertisements