Numeri 4:20 - Shona BIBLE20 Asi ngavarege kupinda kundoona imba tsvene, kunyangwe iri nguva duku, kuti varege kufa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi ŋgaʋarege kupinda kundoʋona imba tȿene, kunyaŋge iri ŋguʋa ɗuku, kuti ʋarege kufa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Asi ngavarege kupinda kundoona imba tsvene, kunyange iri nguva duku, kuti varege kufa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi ngavarege kupindamo vachitarisa zvinhu zvinoera kana kwekanguva kaduku zvako kuti varege kufa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi ngavarege kupindamo vachitarisa zvinhu zvinoera kana kwekanguva kaduku zvako kuti varege kufa.” See the chapter |