Online Bible

- Advertisements -




Numeri 4:11 - Shona BIBLE

11 Vanofanira kuwarirawo mucheka mutema pamusoro peatari yendarama, ndokuifukidza nechokufukidzira chamatehwe amatenhe, zvino ndokupinza matanda ayo okutakura nawo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ʋanofanira kuwarira ʋo muceka mutema pamsoro peartari yendarama, ndokuifukidza necokufukidzira camatebge amatenhe, ɀino ndokupinza matanda ayo okutakura nawo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Vanofanira kuwarirawo mucheka mutema pamusoro peatari yendarama, ndokuifukidza nechokufukidzira chamatehwe amatenhe, zvino ndokupinza matanda ayo okutakura nawo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ngavawarire jira reruvara rwedenga paatari yendarama, vaiputirewo nedehwe retahashi, vapfekere mapango okutakurisa atari iyoyo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Ngavawarire jira reruvara rwedenga paatari yendarama, vaiputirewo nedehwe retahashi, vapfekere mapango okutakurisa atari iyoyo.

See the chapter Copy




Numeri 4:11

Follow us:

Advertisements


Advertisements