Online Bible

- Advertisements -




Numeri 36:7 - Shona BIBLE

7 Naizvozvo hapana nhaka yavana VaIsiraeri ingabva kuno rumwe rudzi ikaenda kuno rumwe; nokuti vana VaIsiraeri vanofanira, mumwe nomumwe, kunamatira nhaka yorudzi rwamadzibaba avo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Naiɀoɀo hapanenhaka yaʋana ʋaIsraeri iŋgabva kunorumŋe rudzi ikaenda kunorumŋe; nokuti ʋana ʋaIsraeri ʋanofanira, mumŋe nomumŋe, kunamatira nhaka yorudzi rwamadziɓaɓa aʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Naizvozvo hapana nhaka yavana vaIsiraeri ingabva kuno rumwe rudzi ikaenda kuno rumwe; nokuti vana vaIsiraeri vanofanira, mumwe nomumwe, kunamatira nhaka yorudzi rwamadzibaba avo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Naizvozvo nhaka yavaIsiraeri ngairege kuzobva kune rimwe dzinza ichienda kune rimwe nokuti mumwe nomumwe wavaIsiraeri anofanira kuramba akati kwati nenhaka yamadzibaba ake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Naizvozvo nhaka yavaIsiraeri ngairege kuzobva kune rimwe dzinza ichienda kune rimwe nokuti mumwe nomumwe wavaIsiraeri anofanira kuramba akati kwati nenhaka yamadzibaba ake.

See the chapter Copy




Numeri 36:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements