Numeri 36:4 - Shona BIBLE4 Zvino kana gore reJubheri ravana VaIsiraeri richisvika, nhaka yavo ichawedzerwa panhaka yorudzi kwavagere; naizvozvo nhaka yavo ichabviswa panhaka yorudzi rwamadzibaba edu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino kana gore reJuberi raʋana ʋaIsraeri riciȿika, nhaka yaʋo icawedzerwa panhaka yorudzi kwaʋagere; naiɀoɀo nhaka yaʋo icabviswa panhaka yorudzi rwamadziɓaɓa eɗu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvino kana gore reJubheri ravana vaIsiraeri richisvika, nhaka yavo ichawedzerwa panhaka yorudzi kwavagere; naizvozvo nhaka yavo ichabviswa panhaka yorudzi rwamadzibaba edu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Naizvozvo panozosvika gore ravaIsiraeri reHwamanda nhaka yavanenge vapiwa ichawedzerwa kunhaka yedzinza kwavanezenge varoorwa. Saka nhaka yavo ichabviswa munhaka yedzinza ramadzibaba edu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Naizvozvo panozosvika gore ravaIsiraeri reHwamanda nhaka yavanenge vapiwa ichawedzerwa kunhaka yedzinza kwavanezenge varoorwa. Saka nhaka yavo ichabviswa munhaka yedzinza ramadzibaba edu.” See the chapter |