Numeri 36:11 - Shona BIBLE11 Nokuti Mara, naTiriza, naHogira, naMirika, naNowa, ivo vanasikana vaZerofehadhi, vakawanikwa navanakomana vavanun'una vababa vavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti Mara, naTirza, naHogra, naMirka, naNoa, iʋo ʋanasikana ʋaZerofehadi, ʋakawanikwa naʋanakomana ʋaʋanuŋuna ʋaɓaɓa ʋaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti Mara, naTiriza, naHogira, naMirika, naNoa, ivo vanasikana vaZerofehadhi, vakawanikwa navanakomana vavanunguna vababa vavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vanasikana vaZerofehadhi ava vaiti Mahara naTiriza naHogira naMirika naNowa vakaroorwa nehanzvadzi dzavo dzokumadzibabamukuru namadzibabamudiki avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vanasikana vaZerofehadhi ava vaiti Mahara naTiriza naHogira naMirika naNowa vakaroorwa nehanzvadzi dzavo dzokumadzibabamukuru namadzibabamudiki avo. See the chapter |