Numeri 36:1 - Shona BIBLE1 Zvino vakuru vedzimba dzamadzibaba vemhuri yavana vaGireadhi, mwanakomana waManase, vemhuri dzavana vaJosefa, vakaswedera, vakataura pamberi paMosesi, napamberi pamachinda, vaiva vakuru vedzimba dzamadzibaba avana VaIsiraeri, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa ʋemhuri yaʋana ʋaGireadi, mŋanakomana waMakiri, mŋanakomana waManase, ʋemhuri dzaʋana ʋaJosefa, ʋakasweɗera, ʋakataura pamberi paMosesi, napamberi pamacinda, ʋaiʋa ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋana ʋaIsraeri, See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino vakuru vedzimba dzamadzibaba vemhuri yavana vaGireadhi, mwanakomana waManase, vemhuri dzavana vaJosefa, vakaswedera, vakataura pamberi paMosesi, napamberi pamachinda, vaiva vakuru vedzimba dzamadzibaba avana vaIsiraeri, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vakuru vakuru vomumhuri dzaGireadhi mwanakomana waMakiri, wedzinza rokwaManase, wemhuri dzokwaJosefi vakataura pana Mosesi navatungamiriri vamadzinza avaIsiraeri See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vakuru vakuru vomumhuri dzaGireadhi mwanakomana waMakiri, wedzinza rokwaManase, wemhuri dzokwaJosefi vakataura pana Mosesi navatungamiriri vamadzinza avaIsiraeri See the chapter |