Numeri 35:8 - Shona BIBLE8 Kana ari maguta amunotora panhaka dzavana VaIsiraeri, kuna vana mazhinji munofanira kutora mazhinji, kuna vana mashoma munofanira kutora mashoma; rudzi rumwe norumwe runofanira kupa vaRevhi mamwe maguta, sezvarwakapiwa nhaka yarwo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kana ari maguta amunotora panhaka dzaʋana ʋaIsraeri, kunaʋanamazhinji munofanira kutora mazhinji, kunaʋanamashoma munofanira kutora mashoma; rudzi rumŋe norumŋe runofanira kupa ʋaRevi mamŋe maguta, seɀarwakapiwa nhaka yarwo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Kana ari maguta amunotora panhaka dzavana vaIsiraeri, kuna vana mazhinji munofanira kutora mazhinji, kuna vana mashoma munofanira kutora mashoma; rudzi rumwe norumwe runofanira kupa vaRevhi mamwe maguta, sezvarwakapiwa nhaka yarwo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kana mavakupa vaRevhi maguta mumatunhu akagovaniswa vaIsiraeri, onai kuti mune vane nyika huru motorawo maguta akati wandei. Mune vane nyika diki motorawo mashoma muchivapa, zvichienderana noukuru hwenhaka yavakagoverwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kana mavakupa vaRevhi maguta mumatunhu akagovaniswa vaIsiraeri, onai kuti mune vane nyika huru motorawo maguta akati wandei. Mune vane nyika diki motorawo mashoma muchivapa, zvichienderana noukuru hwenhaka yavakagoverwa.” See the chapter |