Numeri 35:5 - Shona BIBLE5 Munofanira kuyera kunze kweguta, kurutivi rwokumabvazuva makubhiti ane zviuru zviviri, nokurutivi rwezasi makubhiti ane zviuru zviviri, nokurutivi rwokumusoro makubhiti ane zviuru zviviri, guta riri pakati. Ndirwo runofanira kuva ruwa rwamaguta avo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Munofanira kuyera kunze kweguta, kurutiʋi rwokumabvazuʋa makubiti aneɀuru ɀiʋiri, nokurutiʋi rwezasi makubiti aneɀuru ɀiʋiri, nokurutiʋi rwokumsoro makubiti aneɀuru ɀiʋiri, guta riri pakati. Ndirwo runofanira kuʋa ruwa rwamaguta aʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Munofanira kuyera kunze kweguta, kurutivi rwokumabvazuva makubhiti ane zviuru zviviri, nokurutivi rwezasi makubhiti ane zviuru zviviri, nokurutivi rwokumusoro makubhiti ane zviuru zviviri, guta riri pakati. Ndirwo runofanira kuva ruwa rwamaguta avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kumabvazuva kweguta, erai chinhambwe chinokwana mamita mazana mapfumbamwe. Kumaodzanyemba erai chinhambwe chinokwana mamita mazana mapfumbawe, kumadokero mamita mazana mapfumbamwe, kuchamhembe mamita mazana mapfumbamwe guta riri pakati. Ndiwo achava mafuro akapoteredza maguta avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kumabvazuva kweguta, erai chinhambwe chinokwana mamita mazana mapfumbamwe. Kumaodzanyemba erai chinhambwe chinokwana mamita mazana mapfumbawe, kumadokero mamita mazana mapfumbamwe, kuchamhembe mamita mazana mapfumbamwe guta riri pakati. Ndiwo achava mafuro akapoteredza maguta avo. See the chapter |