Numeri 35:21 - Shona BIBLE21 kana zvimwe akamurova noruoko, achimuvenga, akafa, wakamurova anofanira kuurayiwa zvirokwazvo; muurayi; mutsivi weropa, anofanira kuuraya muurayi, kana akasangana naye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 kana ɀimŋe akamuroʋa noruʋoko, acimuʋeŋga, akafa, wakamuroʋa unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo; muʋurayi; mutsiʋi weropa, unofanira kuʋuraya muʋurayi, kana akasoŋgana naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 kana zvimwe akamurova noruoko, achimuvenga, akafa, wakamurova anofanira kuurawa zvirokwazvo; muurayi; mutsivi weropa, anofanira kuuraya muurayi, kana akasangana naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 kana kuti akamurova nechibhakera achizviita pamusana poruvengo akafa, nyakumurova uya ngaaurayiwe, imhondi. Hama yomufi ine basa rokutsiva ropa romufi, ikangosangana nemhondi yacho ngaaiuraye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 kana kuti akamurova nechibhakera achizviita pamusana poruvengo akafa, nyakumurova uya ngaaurayiwe, imhondi. Hama yomufi ine basa rokutsiva ropa romufi, ikangosangana nemhondi yacho ngaaiuraye. See the chapter |