Numeri 35:18 - Shona BIBLE18 Kana achinge amurova nenhumbi yamatanda iri muruoko rwake, ingauraya munhu, akafa, wava muurayi; muurayi anofanira kuurayiwa zvirokwazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kana aciŋge amuroʋa nenhumbi yamatanda iri muruʋoko rwake, iŋgaʋuraya munhu, akafa, waʋa muʋurayi; muʋurayi unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Kana achinge amurova nenhumbi yamatanda iri muruoko rwake, ingauraya munhu, akafa, wava muurayi; muurayi anofanira kuurawa zvirokwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana akabatira mumwe tsvimbo ingauraye munhu akarova mumwe nayo akafa, imhondi. Mhondi inofanira kutoti iuraiwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kana akabatira mumwe tsvimbo ingauraye munhu akarova mumwe nayo akafa, imhondi. Mhondi inofanira kutoti iuraiwe. See the chapter |