Numeri 35:12 - Shona BIBLE12 Maguta iwayo anofanira kuva kwamuri utiziro pamutsivi, kuti muurayi arege kufa, asina kumbotongwa pamberi peungano. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Maguta iwayo anofanira kuʋa kwamuri ʋutiziro pamutsiʋi, kuti muʋurayi arege kufa, asinakumbotoŋgwa pamberi peʋuŋgano. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Maguta iwayo anofanira kuva kwamuri utiziro pamutsivi, kuti muurayi arege kufa, asina kumbotongwa pamberi peungano. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kwamuri maguta aya achava okupotera, kuitira kuti hama yomufi inenge yoda kutsividza irege kuuraya muurayi asati atongwa nedare. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kwamuri maguta aya achava okupotera, kuitira kuti hama yomufi inenge yoda kutsividza irege kuuraya muurayi asati atongwa nedare. See the chapter |