Numeri 35:10 - Shona BIBLE10 “Taura navana VaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mayambuka Jodhani, mukapinda munyika yeKenani, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mayambuka Joridani, mukapinda munyika yeKanani, See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mayambuka Jorodhani, mukapinda munyika yeKenani, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Udza vaIsiraeri kuti kana mayambuka Jorodhani muchipinda nyika yeKanani See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Udza vaIsiraeri kuti kana mayambuka Jorodhani muchipinda nyika yeKanani See the chapter |