Numeri 33:40 - Shona BIBLE40 Zvino mambo weAradhi, muKenani, wakanga agere kurutivi rweZasi munyika yeKenani, akanzwa kuti vana VaIsiraeri vouya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino mambo weAradi, muKanani, wakaŋga agere kurutiʋi rweZasi munyika yeKanani, akanzwa kuti ʋana ʋaIsraeri ʋoʋuya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Zvino mambo weAradhi, muKenani, wakanga agere kurutivi rweZasi munyika yeKenani, akanzwa kuti vana vaIsiraeri vouya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Mambo Aradhi worudzi rwavaKanani aigara kuNegevhu munyika yeKanani akanzwa zvokuuya kwavaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Mambo Aradhi worudzi rwavaKanani aigara kuNegevhu munyika yeKanani akanzwa zvokuuya kwavaIsiraeri. See the chapter |