Numeri 32:8 - Shona BIBLE8 Ndizvo zvakaita madzibaba enyu nguva yandakavatuma vari paKadheshi–bharinea, kundoshora nyika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndiɀo ɀakaita madziɓaɓa enyu ŋguʋa yandakaʋatuma ʋari paKadeshi‐barnea, kundoshora nyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Ndizvo zvakaita madzibaba enyu nguva yandakavatuma vari paKadheshi‐bharinea, kundoshora nyika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndizvo zvakaitwa namadzibaba enyu pandakavatuma kubva kuKadheshibhanea kundoona nyika iyi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndizvo zvakaitwa namadzibaba enyu pandakavatuma kubva kuKadheshibhanea kundoona nyika iyi. See the chapter |