Online Bible

- Advertisements -




Numeri 32:32 - Shona BIBLE

32 Tichayambukira pamberi paJehovha kunyika yeKenani, takashonga nhumbi dzedu dzokurwa, kuti tipiwe nhaka yedu nechouno mhiri kwaJodhani.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ticayambukira pamberi paJehova kunyika yeKanani, takashoŋga nhumbi dzeɗu dzokurwa, kuti tipiwe nhaka yeɗu necoʋuno mhiri kwaJoridani.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Tichayambukira pamberi paJehovha kunyika yeKenani, takashonga nhumbi dzedu dzokurwa, kuti tipiwe nhaka yedu nechouno mhiri kwaJorodhani.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Isu tichayambuka takapakata zvombo zvedu zvehondo kunyika yeKanani tichitungamirirwa naTenzi kuitira kuti nhaka yedu ive mhiri kuno kwaJorodhani.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Isu tichayambuka takapakata zvombo zvedu zvehondo kunyika yeKanani tichitungamirirwa naTenzi kuitira kuti nhaka yedu ive mhiri kuno kwaJorodhani.”

See the chapter Copy




Numeri 32:32

Follow us:

Advertisements


Advertisements