Numeri 31:36 - Shona BIBLE36 Hafu, yakagoverwa vakanga vaenda kundorwa, aiva makwai ane zviuru zvina mazana matatu, nezviuru zvina makumi matatu, nezviuru zvinomwe, namazana mashanu; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Hafu, yakagoʋerwa ʋakaŋga ʋaenda kundorwa, aiʋa makwai aneɀuru ɀinamazana matatu, neɀuru ɀinamakumi matatu, neɀuru ɀinomŋe, namazana mashanu; See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Hafu, yakagoverwa vakanga vaenda kundorwa, aiva makwai ane zviuru zvina mazana matatu, nezviuru zvina makumi matatu, nezviuru zvinomwe, namazana mashanu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Saka chikamu chazvo chakapiwa varwi chaiva: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvine mazana mashanu ehwai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Saka chikamu chazvo chakapiwa varwi chaiva: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvine mazana mashanu ehwai. See the chapter |