Online Bible

- Advertisements -

Numeri 31:19 - Shona BIBLE

19 Asi imi, endai mundogara mazuva manomwe kunze kwemisasa; ani naani akauraya munhu, ani naani akabata munhu akaurayiwa, muzvinatse pazuva retatu nerechinomwe, imi navatapwa venyu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Asi imi, endai mundogara mazuʋa manomŋe kunze kwemisasa; aninani wakaʋuraya munhu, naaninani wakaɓata munhu wakaʋurawa, muɀinatse pazuʋa retatu nerecinomŋe, imi naʋatapxa ʋenyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Asi imi, endai mundogara mazuva manomwe kunze kwemisasa; ani naani akauraya munhu, ani naani akabata munhu akaurawa, muzvinatse pazuva retatu nerechinomwe, imi navatapwa venyu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ani naani wenyu akauraya munhu kana ani naani akabata chitunha ngaambogara kunze kwenharaunda yamatendhe kwamazuva manomwe. Zvichenurei imi pachenyu nenhapwa dzenyu pazuva retatu napazuva rechinomwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Ani naani wenyu akauraya munhu kana ani naani akabata chitunha ngaambogara kunze kwenharaunda yamatendhe kwamazuva manomwe. Zvichenurei imi pachenyu nenhapwa dzenyu pazuva retatu napazuva rechinomwe.

See the chapter Copy

Numeri 31:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements