Numeri 31:16 - Shona BIBLE16 Tarirai, ndivo vakatadzisa vana VaIsiraeri pamberi paJehovha pazvakaitwa paPeori, vapiwa mano naBharamu, denda rikavapo pakati peungano yaJehovha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Tarirai, ndiʋo ʋakatadzisa ʋana ʋaIsraeri pamberi paJehova paɀakaitwa paPeori, ʋapiwa mano naBarami, ɗenda rikaʋa’po pakati peʋuŋgano yaJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Tarirai, ndivo vakatadzisa vana vaIsiraeri pamberi paJehovha pazvakaitwa paPeori, vapiwa mano naBharamu, denda rikavapo pakati peungano yaJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndivoka ivava vakarasikisa vaIsiraeri, panyaya iya yaBhiriamu. VaIsiraeri vakabva vatadzira Tenzi panyaya iya yokuPeori yakarakatisa gungano raTenzi nedenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndivoka ivava vakarasikisa vaIsiraeri, panyaya iya yaBhiriamu. VaIsiraeri vakabva vatadzira Tenzi panyaya iya yokuPeori yakarakatisa gungano raTenzi nedenda. See the chapter |