Numeri 31:15 - Shona BIBLE15 Mosesi akati kwavari, “Makachengeta vakadzi vose vari vapenyu here? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mosesi akati kwaʋari: Makaceŋgeta ʋakadzi ʋose ʋari ʋapenyu here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Mosesi akati kwavari, “Makachengeta vakadzi vose vari vapenyu here? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mosesi akati, “Ko magorega vakadzi vose vari vapenyu sei? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mosesi akati, “Ko magorega vakadzi vose vari vapenyu sei? See the chapter |