Numeri 30:16 - Shona BIBLE16 Ndiyo mitemo yakarairwa Mosesi naJehovha, pakati pomurume nomukadzi wake, napakati pababa nomwanasikana wavo, achiri musikana paimba yababa vake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndiyo mitemo yakarairwa Mosesi naJehova, pakati pomurume nomukadzi wake, napakati paɓaɓa nomŋanasikana waʋo, aciri musikana paimba yaɓaɓa ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Ndiyo mitemo yakarairwa Mosesi naJehovha, pakati pomurume nomukadzi wake, napakati pababa nomwanasikana wavo, achiri musikana paimba yababa vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Iyi ndiyo mirao yakarayirwa Mosesi naTenzi yemhiko dzinoitwa nomunhukadzi muduku achiri mumba mababa vake nedzinoitwa nomukadzi ane murume wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Iyi ndiyo mirao yakarayirwa Mosesi naTenzi yemhiko dzinoitwa nomunhukadzi muduku achiri mumba mababa vake nedzinoitwa nomukadzi ane murume wake. See the chapter |