Online Bible

- Advertisements -

Numeri 30:11 - Shona BIBLE

11 murume wake akazvinzwa, akamunyararira, asingamudzivisi, ipapo kupika kwake kuchava nesimba, nokuzvisunga kwose, kwaakazvisunga nako, kuchava nesimba.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 murume wake akaɀinzwa, akamunyararira, asiŋgamudziʋisi, ipapo kupika kwake kucaʋa nesimba, nokuɀisuŋga kwose, kwaakaɀisuŋga nako, kucaʋa nesimba.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 murume wake akazvinzwa, akamunyararira, asingamudzivisi, ipapo kupika kwake kuchava nesimba, nokuzvisunga kwose, kwaakazvisunga nako, kuchava nesimba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 murume wake akazvinzwa, asi akaramba akanyarara asingamutsiure zvose zvaakatsidza nezvaakapika, zvinomusunga.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 murume wake akazvinzwa, asi akaramba akanyarara asingamutsiure zvose zvaakatsidza nezvaakapika, zvinomusunga.

See the chapter Copy

Numeri 30:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements