Numeri 3:30 - Shona BIBLE30 Erizafani, mwanakomana waUzieri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzavaKohati. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Erizafani, mŋanakomana waUzieri, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa emhuri dzaʋaKohati. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Erizafani, mwanakomana waUzieri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzavaKohati. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati. See the chapter |