Numeri 27:12 - Shona BIBLE12 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Kwira pagomo iri reAbharimu, uone nyika yandakapa vana VaIsiraeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino Jehova wakati kunaMosesi: Kwira pagomo iri reAbarimi, uʋone nyika yandakapa ʋana ʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Kwira pagomo iri reAbharimu, uone nyika yandakapa vana vaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Kwira mugomo iri reAbharimu uone nyika yandakapa vaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Kwira mugomo iri reAbharimu uone nyika yandakapa vaIsiraeri. See the chapter |