Numeri 26:56 - Shona BIBLE56 Nhaka yavo inofanira kugoverwa nemijenya kana vari vazhinji kana vari vashoma.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Nhaka yaʋo inofanira kugoʋerwa nemijenya kana ʋari ʋazhinji kana ʋari ʋashoma. See the chapterShona Bible 1949 revised 200256 Nhaka yavo inofanira kugoverwa nemijenya kana vari vazhinji kana vari vashoma.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Nhaka iyoyi inofanira kugoverwa nechin'ange maererano nouwandi kana ushoma hwavanhu vari mudzinza iroro.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona56 Nhaka iyoyi inofanira kugoverwa nechin'ange maererano nouwandi kana ushoma hwavanhu vari mudzinza iroro.” See the chapter |