Numeri 26:50 - Shona BIBLE50 Ndidzo mhuri dzaNafutari, nemhuri dzavo; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ndidzo mhuri dzaNaftari, nemhuri dzaʋo; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀishanu namazana manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200250 Ndidzo mhuri dzaNafutari, nemhuri dzavo; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Idzodzi ndidzo mhuri dzomudzinza rokwaNafutari, vose vakaverengwa vakakwana makumi mana ezviuru nezviuru zvishanu, namazana mana avanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona50 Idzodzi ndidzo mhuri dzomudzinza rokwaNafutari, vose vakaverengwa vakakwana makumi mana ezviuru nezviuru zvishanu, namazana mana avanhu. See the chapter |