Numeri 26:48 - Shona BIBLE48 Ava ndivo vanakomana vaNafutari, nemhuri dzavo: Jazeeri, kwakabva mhuri yavaJazeri; naGuni, kwakabva mhuri yavaGuni; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaNaftari, nemhuri dzaʋo: Jazeeri, kwakabva mhuri yaʋaJazeeri; naGuni, kwakabva mhuri yaʋaGuni; See the chapterShona Bible 1949 revised 200248 Ava ndivo vanakomana vaNafutari, nemhuri dzavo: Jazeeri, kwakabva mhuri yavaJazeri; naGuni, kwakabva mhuri yavaGuni; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Mudzinza rokwaNafutari makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaJahizeeri tateguru wayo ari Jahizeeri, mhuri yaGuni tateguru wayo ari Guni, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona48 Mudzinza rokwaNafutari makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaJahizeeri tateguru wayo ari Jahizeeri, mhuri yaGuni tateguru wayo ari Guni, See the chapter |