Numeri 26:47 - Shona BIBLE47 Ndidzo mhuri dzaAsheri; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvitanhatu namazana mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Ndidzo mhuri dzaAsheri; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀitanhatu namazana manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200247 Ndidzo mhuri dzaAsheri; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvitanhatu namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Ndidzo mhuri dzomudzinza raAsheri, vose vakaverengwa vakakwana makumi mashanu ezviuru nezviuru zvitatu, namazana mana avanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona47 Ndidzo mhuri dzomudzinza raAsheri, vose vakaverengwa vakakwana makumi mashanu ezviuru nezviuru zvitatu, namazana mana avanhu. See the chapter |