Numeri 26:18 - Shona BIBLE18 Ndidzo mhuri dzavanakomana vaGadhi; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ndidzo mhuri dzaʋanakomana ʋaGadi; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna namazana mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Ndidzo mhuri dzavanakomana vaGadhi; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaGadhi, vaikwana makumi mana ezviuru namazana mashanu avanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaGadhi, vaikwana makumi mana ezviuru namazana mashanu avanhu. See the chapter |