Numeri 26:12 - Shona BIBLE12 Ava ndivo vanakomana vaSimeoni, nemhuri dzavo: Nemueri, kwakabva mhuri yavaNemueri, naJamini, kwakabva mhuri yavaJamini, naJakini, kwakabva mhuri yavaJakini; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaSimeoni, nemhuri dzaʋo: Nemueri, kwakabva mhuri yaʋaNemueri, naJamini, kwakabva mhuri yaʋaJamini, naJakini, kwakabva mhuri yaʋaJakini; See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Ava ndivo vanakomana vaSimeoni, nemhuri dzavo: Nemueri, kwakabva mhuri yavaNemueri, naJamini, kwakabva mhuri yavaJamini, naJakini, kwakabva mhuri yavaJakini; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mudzinza rokwaSimeoni makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaNemueri tateguru wayo ari Nemueri, mhuri yokwaJamini tateguru wayo vari Jamini, mhuri yokwaJakini tateguru wayo ari Jakini, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mudzinza rokwaSimeoni makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaNemueri tateguru wayo ari Nemueri, mhuri yokwaJamini tateguru wayo vari Jamini, mhuri yokwaJakini tateguru wayo ari Jakini, See the chapter |