Online Bible

- Advertisements -

Numeri 24:21 - Shona BIBLE

21 Zvino akatarira vaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati, “Ugaro hwako hwakasimba, Dendere rako rakateyiwa padombo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino akatarira ʋaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati: Ʋugaro bgako bgakasimba, Ƌendere rako rakateyiwa paɗombo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino akatarira vaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati, “Ugaro hwako hwakasimba, Dendere rako rakateyiwa padombo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Bhiriamu akaona vaKeni, ndokuporofita nezvavo achiti; “Paugere hapana chichakuwana, dendere rako rakavakirwa mudombo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Bhiriamu akaona vaKeni, ndokuporofita nezvavo achiti; “Paugere hapana chichakuwana, dendere rako rakavakirwa mudombo.

See the chapter Copy

Numeri 24:21

Follow us:

Advertisements

Advertisements