Numeri 23:8 - Shona BIBLE8 Ini ndingatuka seiko asina kutukwa naMwari; Ini ndingatsamwira seiko asina kutsamwirwa naJehovha? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ini ndiŋgatuka seiko usina‐kutukwa naMŋari; Ini ndiŋgatsamŋira seiko usina‐kutsamŋirwa naJehova? See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Ini ndingatuka seiko asina kutukwa naMwari; Ini ndingatsamwira seiko asina kutsamwirwa naJehovha? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndingarengerere sei rushambwa vanhu vasina kurengererwa naMwari? Ndingashore sei vanhu vasina kushorwa naTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndingarengerere sei rushambwa vanhu vasina kurengererwa naMwari? Ndingashore sei vanhu vasina kushorwa naTenzi. See the chapter |