Numeri 23:6 - Shona BIBLE6 Akadzokera kwaari, akamuwana amire pachipiriso chake chinopiswa, iye namachinda ose aMoabhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akadzokera kwaari, akamuwana amire pacipiriso cake cinopiswa, iye namacinda ose aMoabi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Akadzokera kwaari, akamuwana amire pachipiriso chake chinopiswa, iye namachinda ose aMoabhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Bhiriamu akadzokera kwakare, wanei Bharaki achakamira pane chibayiro chake chokupisa, iye namachinda ose avaMoabhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Bhiriamu akadzokera kwakare, wanei Bharaki achakamira pane chibayiro chake chokupisa, iye namachinda ose avaMoabhu. See the chapter |