Numeri 23:3 - Shona BIBLE3 Zvino Bharamu akati kuna Bharaki, “Chimira iwe pachipiriso chako chinopiswa, asi ini ndichaenda; zvimwe Jehovha achauya kuzosangana neni; zvose zvaanondiratidza, ndichakuudza izvo.” Akaenda pakakwirira, pakanga pasina chinhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Barami akati kunaBaraki: Cimira iwe pacipiriso cako cinopiswa, asi ini ndicaenda; ɀimŋe Jehova ucaʋuya kuzosoŋgana neni; ɀose ɀaanondiratidza, ndicakuʋudza iɀo. Akaenda pakakwirira, pakaŋga pasinecinhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Bharamu akati kuna Bharaki, “Chimira iwe pachipiriso chako chinopiswa, asi ini ndichaenda; zvimwe Jehovha achauya kuzosangana neni; zvose zvaanondiratidza, ndichakuudza izvo.” Akaenda pakakwirira, pakanga pasina chinhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ipapo Bhiriamu akati kuna Bharaki, “Mirai pedyo nechibayiro chenyu chokupisa. Ini ndomboti sudurukei, zvimwe Tenzi angauye kuzosangana neni. Zvose zvaanenge andiratidza ndichakuudzai.” Akaenda pamhene pakakwirira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ipapo Bhiriamu akati kuna Bharaki, “Mirai pedyo nechibayiro chenyu chokupisa. Ini ndomboti sudurukei, zvimwe Tenzi angauye kuzosangana neni. Zvose zvaanenge andiratidza ndichakuudzai.” Akaenda pamhene pakakwirira. See the chapter |