Numeri 23:21 - Shona BIBLE21 Haana kuona zvakaipa kuna Jakobho; Haana kuona zvakashata kuna Isiraeri; Jehovha Mwari wake anaye, Vanopupurira mambo pakati pavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Haana‐kuʋona ɀakaipa kunaJakobo; Haana‐kuʋona ɀakashata kunaIsraeri; Jehova Mŋari wake unaye, Ʋanopupurira mambo pakati paʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Haana kuona zvakaipa kuna Jakobho; Haana kuona zvakashata kuna Isiraeri; Jehovha Mwari wake anaye, Vanopupurira mambo pakati pavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Uipi hahuna kuonekwa muna Jakobho, kukanganisa hakuna kuonekwa muvaIsiraeri. Tenzi Mwari wavo anavo, kupemberera Tenzi samambo wavo kunonzwika pakati pavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Uipi hahuna kuonekwa muna Jakobho, kukanganisa hakuna kuonekwa muvaIsiraeri. Tenzi Mwari wavo anavo, kupemberera Tenzi samambo wavo kunonzwika pakati pavo. See the chapter |