Online Bible

- Advertisements -

Numeri 23:13 - Shona BIBLE

13 Bharaki akati kwaari, “Douya hako neni kune imwe nzvimbo, paungavaona uripo; ungangoona vokumudzivo voga, haungavaoni vose; nditukirei ivo uri ipapo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Baraki akati kwaari: Ƌoʋuya hako neni kuneimŋe nɀimbo, pauŋgaʋaʋona uri’po; uŋgaŋgoʋona ʋokumudziʋo ʋoga, hauŋgaʋaʋoni ʋose; nditukirei iʋo uri ipapo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Bharaki akati kwaari, “Douya hako neni kune imwe nzvimbo, paungavaona uripo; ungangoona vokumudzivo voga, haungavaoni vose; nditukirei ivo uri ipapo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Bharaki akamutaurira kuti, “Handei kune imwe nzvimbo kwamungakwanise kuvatarisa muri, muchivaona. Munenge musingaoni zvenyu vose, asi vashoma chete, mundirengererere vanhu ivavo rushambwa muriko.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Bharaki akamutaurira kuti, “Handei kune imwe nzvimbo kwamungakwanise kuvatarisa muri, muchivaona. Munenge musingaoni zvenyu vose, asi vashoma chete, mundirengererere vanhu ivavo rushambwa muriko.”

See the chapter Copy

Numeri 23:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements