Numeri 23:10 - Shona BIBLE10 Ndianiko angaverenga guruva raJakobho, Kana kuverenga chikamu chechina chaIsiraeri? Kuguma kwangu ngakufanane nokwake!” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndianiko uŋgaʋereŋga guruʋa raJakobo, Kana kuʋereŋga cikamu cecinna caIsraeri? Kuguma kwaŋgu ŋgakufanane nokwake! See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Ndianiko angaverenga guruva raJakobho, Kana kuverenga chikamu chechina chaIsiraeri? Kuguma kwangu ngakufanane nokwake!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndiani angaverenge guruva rakadai kuwanda, saJakobho, kana kuverenga katsama zvako kavaIsiraeri. Regai ndife zvangu rufu rwavakarurama, kuguma kwangu kufananewo nokwavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndiani angaverenge guruva rakadai kuwanda, saJakobho, kana kuverenga katsama zvako kavaIsiraeri. Regai ndife zvangu rufu rwavakarurama, kuguma kwangu kufananewo nokwavo.” See the chapter |