Numeri 22:9 - Shona BIBLE9 Zvino Mwari akauya kuna Bharamu, akati, “Vanhu ava vari kwauri ndivananiko?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino Mŋari akaʋuya kunaBarami, akati: Ʋanhu aʋa ʋari kwauri ndiʋananiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino Mwari akauya kuna Bharamu, akati, “Vanhu ava vari kwauri ndivananiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mwari akauya kuna Bhiriamu akati, “Ko varume ava vaunavo ndivanaani?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mwari akauya kuna Bhiriamu akati, “Ko varume ava vaunavo ndivanaani?” See the chapter |