Numeri 22:41 - Shona BIBLE41 Zvino mangwanani Bharaki akatora Bharamu, akamukwidza panzvimbo dzakakwirira dzaBhaari, akaona, aripo, vanhu vokumudzivo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino maŋgwanani Baraki akatora Barami, akamukwidza panɀimbo dzakakwirira dzaBaari, akaʋona, ari’po, ʋanhu ʋokumudziʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Zvino mangwanani Bharaki akatora Bharamu, akamukwidza panzvimbo dzakakwirira dzaBhaari, akaona, aripo, vanhu vokumudzivo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Ramangwana racho Bharaki akatora Bhiriamu akakwira naye kunzvimbo yakakwirira yeBhamotibhaari, ari ipapo aikwanisa kuona chikamu chavaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Ramangwana racho Bharaki akatora Bhiriamu akakwira naye kunzvimbo yakakwirira yeBhamotibhaari, ari ipapo aikwanisa kuona chikamu chavaIsiraeri. See the chapter |