Numeri 22:32 - Shona BIBLE32 Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Warovereiko mbongoro yako zvino katatu? Tarira, ini ndimene ndabuda kuzokudzivisa, nokuti nzira yako inovavarira kune zvakaipa pamberi pangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Mutumŋa waJehova akati kwaari: Waroʋereiko mboŋgoro yako ɀino katatu? Tarira, ini ndimene ndaɓuɗa kuzokudziʋisa, nokuti nzira yako inoʋaʋarira kuneɀakaipa pamberi paŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Warovereiko mbongoro yako zvino katatu? Tarira, ini ndimene ndabuda kuzokudzivisa, nokuti nzira yako inovavarira kune zvakaipa pamberi pangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mutumwa waTenzi ndokuti, “Waroverei dhongi rako katatu kose? Chinzwa, ini ndauya kuzokudzivisa nokuti zvauri kufambira zvakaipa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Mutumwa waTenzi ndokuti, “Waroverei dhongi rako katatu kose? Chinzwa, ini ndauya kuzokudzivisa nokuti zvauri kufambira zvakaipa.” See the chapter |