Numeri 22:3 - Shona BIBLE3 Moabhu akatya vanhu avo kwazvo, nokuti vakanga vari vazhinji; Moabhu akavhunduka nokuda kwavana VaIsiraeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Moabi akatya ʋanhu aʋo kwaɀo, nokuti ʋakaŋga ʋari ʋazhinji; Moabi akavunduka nokuɗa kwaʋana ʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Moabhu akatya vanhu avo kwazvo, nokuti vakanga vari vazhinji; Moabhu akavhunduka nokuda kwavana vaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 VaMoabhu vakavatya zvikuru nokuti vakanga vakawanda kwazvo. VaMoabhu vakadedera vaIsiraeri zvikuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 VaMoabhu vakavatya zvikuru nokuti vakanga vakawanda kwazvo. VaMoabhu vakadedera vaIsiraeri zvikuru. See the chapter |