Numeri 22:21 - Shona BIBLE21 Zvino Bharamu akamuka mangwanani, akaisa chigaro pambongoro yake, akaenda namachinda aMoabhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino Barami akamuka maŋgwanani, akaisa cigaro pamboŋgoro yake, akaenda namacinda aMoabi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Zvino Bharamu akamuka mangwanani, akaisa chigaro pambongoro yake, akaenda namachinda aMoabhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Naizvozvo Bhiriamu akamuka mangwanani ndokusungirira chityaro padhongi ndokuenda namachinda eMoabhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Naizvozvo Bhiriamu akamuka mangwanani ndokusungirira chityaro padhongi ndokuenda namachinda eMoabhu. See the chapter |