Numeri 22:11 - Shona BIBLE11 ‘Tarira, vanhu vakabva Ijipiti vakafukidza nyika yose; zvino uya unditukire ivo; zvimwe ndingagona kurwa navo, nokuvadzinga.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Tarira, ʋanhu ʋakabva Egipita ʋakafukidza nyika yose; ɀino, ʋuya unditukire iʋo; ɀimŋe ndiŋgagona kurwa naʋo, nokuʋadziŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 ‘Tarira, vanhu vakabva Ijipiti vakafukidza nyika yose; zvino uya unditukire ivo; zvimwe ndingagona kurwa navo, nokuvadzinga.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 kune rumwe rudzi rwavanhu vakabva Ijipiti, vakawanda zvokuzadza nyika. Ndapota uyai muzovarengerera rushambwa nokuti vane simba kupinda ini. Zvimwe tingavakunde tikavadzinga munyika yedu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 kune rumwe rudzi rwavanhu vakabva Ijipiti, vakawanda zvokuzadza nyika. Ndapota uyai muzovarengerera rushambwa nokuti vane simba kupinda ini. Zvimwe tingavakunde tikavadzinga munyika yedu.” See the chapter |