Numeri 21:23 - Shona BIBLE23 Asi Sihoni akaramba kutendera VaIsiraeri kupfuura napanyika yake; Sihoni akaunganidza vanhu vake vose, akaenda kurenje kundorwa naVaIsiraeri, akasvika paJahazi; akarwa naVaIsiraeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi Sihoni wakaramba kutendera ʋaIsraeri kupfuʋura napanyika yake; Sihoni akaʋuŋganidza ʋanhu ʋake ʋose, akaenda kurenje kundorwa naʋaIsraeri, akaȿika paJahazi; akarwa naʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Asi Sihoni akaramba kutendera vaIsiraeri kupfuura napanyika yake; Sihoni akaunganidza vanhu vake vose, akaenda kurenje kundorwa navaIsiraeri, akasvika paJahazi; akarwa navaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi Sihoni haana kubvumira vaIsiraeri kuti vapfuure nomunyika yake. Akatounganidza hondo yake yose, akandorwisa vaIsiraeri kurenje, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi Sihoni haana kubvumira vaIsiraeri kuti vapfuure nomunyika yake. Akatounganidza hondo yake yose, akandorwisa vaIsiraeri kurenje, See the chapter |