Numeri 21:13 - Shona BIBLE13 Vakafamba vachibva ipapo, vakandodzika matende avo kumhiri kwaArinoni, rwizi rwaiva murenje, rwaibva kunyika yavaAmori; nokuti Arinoni ndiwo muganhu wavaMoabhu, pakati paMoabhu navaAmori. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋakafamba ʋacibva ipapo, ʋakandodzika matente aʋo kumhiri kwaArnoni, rwizi rwaiʋa murenje, rwaibva kunyika yaʋaAmori; nokuti Arnoni ndiwo muganho waʋaMoabi, pakati paMoabi naʋaAmori. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Vakafamba vachibva ipapo, vakandodzika matende avo kumhiri kwaArinoni, rwizi rwaiva murenje, rwaibva kunyika yavaAmori; nokuti Arinoni ndiwo muganhu wavaMoabhu, pakati paMoabhu navaAmori. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakazobvapo vakandodzika matendhe avo mhiri kwerwizi Arinoni ruri murenje rinosvika kunyika yavaAmori. Arinoni ndirwo runoganhura nyika yavaMoabhu navaAmori. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vakazobvapo vakandodzika matendhe avo mhiri kwerwizi Arinoni ruri murenje rinosvika kunyika yavaAmori. Arinoni ndirwo runoganhura nyika yavaMoabhu navaAmori. See the chapter |