Numeri 2:14 - Shona BIBLE14 Norudzi rwaGadhi: Eriasafi, mwanakomana waReueri, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaGadhi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Norudzi rwaGadi: Eriasafi, mŋanakomana waReueri, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaGadi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Norudzi rwaGadhi: Eriasafi, mwanakomana waReueri, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaGadhi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kouyawo vedzinza raGadhi, mutungamiriri wedzinza raGadhi iri, anenge ari Eriasafu mwanakomana waReueri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kouyawo vedzinza raGadhi, mutungamiriri wedzinza raGadhi iri, anenge ari Eriasafu mwanakomana waReueri. See the chapter |