Numeri 19:18 - Shona BIBLE18 zvino munhu akanaka anofanira kutora hisopi, ndokuinyika mumvura, ndokuisasa patende, napanhumbi dzose, napavanhu vose vaivapo, napamunhu akabata pfupa, kana akanga aurayiwa, kana akafa, kana hwiro; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ɀino munhu wakanaka unofanira kutora hisopi, ndokuinyika mumvura, ndokuisasa patente, napanhumbi dzose, napaʋanhu ʋose ʋaiʋa’po, napamunhu wakaɓata fupa, kana wakaŋga aʋurawa, kana wakafa, kana bgiro; See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 zvino munhu akanaka anofanira kutora hisopi, ndokuinyika mumvura, ndokuisasa patende, napanhumbi dzose, napavanhu vose vaivapo, napamunhu akabata pfupa, kana akanga aurawa, kana akafa, kana hwiro; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Munhu anenge asina kun'ora ngaatore kabazi komuhisopi, akanyike mumvura iya, asase tendhe racho chairo nepazvinhu zvose navanhu vaiva mutendhe muya makafira munhu. Mvura iyoyo ngaisaswewo saizvozvi pamunhu anenge akabata chitunha chomunhu angofawo zvake kana munhu akaurayiwa, kana pamunhu akabata bvupa romunhu, kana pamunhu akabata guva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Munhu anenge asina kun'ora ngaatore kabazi komuhisopi, akanyike mumvura iya, asase tendhe racho chairo nepazvinhu zvose navanhu vaiva mutendhe muya makafira munhu. Mvura iyoyo ngaisaswewo saizvozvi pamunhu anenge akabata chitunha chomunhu angofawo zvake kana munhu akaurayiwa, kana pamunhu akabata bvupa romunhu, kana pamunhu akabata guva. See the chapter |