Numeri 19:11 - Shona BIBLE11 Munhu anobata chitunha chomunhu upi noupi, anofanira kuva asina kunaka mazuva manomwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Munhu unoɓata citunha comunhu upi noupi, unofanira kuʋa usina‐kunaka mazuʋa manomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Munhu anobata chitunha chomunhu upi noupi, anofanira kuva asina kunaka mazuva manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Ani naani anobata chero chitunha chomunhu, achapedza mazuva manomwe akan'ora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Ani naani anobata chero chitunha chomunhu, achapedza mazuva manomwe akan'ora. See the chapter |